Kwaunobva/Duramazwi/F/fupi
Duramazwi
Chinhu chisina kureba (short).
Kupidaira kufamba nhano diki kwemunhu mufupi, achiratidza kuremerwa nomuviri wake.
fupika
Kukwanisa kuve pfupi.
fupikiso
Kupeta mashoko kuitira kuti asati ave mazhinji.
fupisa
Kuita kuti chinhu chive pfupi.
Swipe for the next word