Duramazwi
Zvinoreva
Kukwanisa kuve pfupi.
1
Kukwanisa kuve pfupi.
Kana chinhu chakapfupika chinenge chakadarikwa kureba nezvizhinji zvemhando yacho.
Kufuura chinhu kuchibika kwekanguva kakanyanya kupfupika, zvokuti hachizonyatsoibva zvakanaka.
Kurebenura kuwedzera urefu hwechinhu chakapfupika, kana chaunoda kuti chirebe kudarika zvachiri.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fupikiso
Kupeta mashoko kuitira kuti asati ave mazhinji.
VerengaSwipe for the next word