Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakapfupika chinenge chakadarikwa kureba nezvizhinji zvemhando yacho.
1
Kana chinhu chakapfupika chinenge chakadarikwa kureba nezvizhinji zvemhando yacho.
Kana chinhu chakapfupika chinenge chakadarikwa kureba nezvizhinji zvemhando yacho.
Kufuura chinhu kuchibika kwekanguva kakanyanya kupfupika, zvokuti hachizonyatsoibva zvakanaka.
Kurebenura kuwedzera urefu hwechinhu chakapfupika, kana chaunoda kuti chirebe kudarika zvachiri.
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfupikisa
Kupfupikisa kuita kuti chinhu changa chiri chirefu chiite chidiki.
VerengaSwipe for the next word