KwaunobvaDuramazwiPpfupfurudza

Duramazwi

pfupfurudza

Zvinoreva

Kana imbwa ichipfupfurudza mhuka yainenge yabata inenge ichiikweva nemuvhu.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfupfuruka

Kupfupfuruka kukava-kava kunoita huku kana yoda kufa, yagurwa musoro.

Verenga

Swipe for the next word