KwaunobvaDuramazwiPpfupikisa

Duramazwi

pfupikisa

-ninipisa

Zvinoreva

Kupfupikisa kuita kuti chinhu changa chiri chirefu chiite chidiki.

1

Mazwi ane hwaro hweruzivo nehungwaru anopfupikisa upenyu.

Kupfupikisa kutaura kana kunyora pfungwa dzako kana dzezvawaverenga uchishandisa mashoko mashoma, anova ndiwo anonyanyokosha panyaya yacho.

2

Zvakafanana

-ninipisa

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word