KwaunobvaDuramazwiPpfura

Duramazwi · chiito

pfura

shoot

Zvinoreva

Kuti pfura kurara kunoita munhu anenge aneta.

Kana ziso richipfura rinenge nyama dzaro dzokunze dzichitamba-tamba dzega.

Pfura muchero unodyiwa wakada kutenderera unoita ruvara rweshora kana waibva, unobuda muto unovavira unoshandiswa pakubikisa mukumbi, uye unotakwa shomhwe kana waibva.

1

Kutauta kupfura-pfura kunoita huku kana chipfuwo chashizhwa, chava kufa.

Muti muhombe unobereka muchero unodyiwa unonzi pfura (marula tree).

Kupfarima kupfura-pfura kunoita mhuka kana yava kuda kufa.

2

Kana ziso richipfura rinenge nyama dzaro dzokunze dzichitamba-tamba dzega.

Muti muhombe unobereka muchero unodyiwa unonzi pfura (marula tree).

Kupfarima kupfura-pfura kunoita mhuka kana yava kuda kufa.

Kupuruputika kupfura-pfura kunoita mhuka kana yava kufa.

3

Kupfura kupisa simbi kuti ipfave

4

Pfura muchero unodyiwa wakada kutenderera unoita ruvara rweshora kana waibva, unobuda muto unovavira unoshandiswa pakubikisa mukumbi, uye unotakwa shomhwe kana waibva.

Muti muhombe unobereka muchero unodyiwa unonzi pfura (marula tree).

Kupuruputika kupfura-pfura kunoita mhuka kana yava kufa.

Kutandadza kupfura-pfura kunoita mhuka kana yava kufa.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word