Duramazwi
pfurira
-pfirira
Duramazwi
Baba ava vane ruoko rwekupfurira, honai kubuda kwakaita denga iri.
Chiruvi ndepanosangana nhungo nouswa hunenge hwakapfurira imba kana chimwewo chivakwa.
Rata ibepa resimbi rinoshandiswa kupfurira dzimba kana kugadzirisa migomo.
-pfirira
Duramazwi
01 / 03pfuru
Pfuru rumwe rudzi rwetsuro.
VerengaSwipe for the next word