Kwaunobva/Duramazwi/P/pfurugwada
Duramazwi
Kuti pfurugwada kugara pasi kana parukukwe zveku-zvikanda.
pfuruka
Kupfuva.
pfurunu
Kuti pfurunu kubva kweuswa hwanga hwakagadzirisa denga.
pfurunuka
Kana imba ichipfurunuka, uswa huri padenga rayo hunenge huchibva.
Swipe for the next word