Duramazwi
pfurikidza
excessive
-darikidza
Duramazwi
excessive
Kana uchipfurikidza pakuita chinhu, unenge uchiita kudarika zvinobvumidzwa nemutemo, kana kuti kupfuura zvaunosiita mamwe mazuva.
Kana uchipfurikidza pakuita chinhu, unenge uchiita kudarika zvinobvumidzwa nemutemo, kana kuti kupfuura zvaunosiita mamwe mazuva.
Nyimo dzinozvimbira kana ukadzidya zvekupfurikidza mwero.
Kubaya iri pamusungo kuita zvinhu zvinenge zvichipfurikidza panenge pakakwanira.
Kushapira kumwa sezvakaita mvura kana doro kana zvimwewo, uchipfurikidza mwero.
-darikidza
Duramazwi
01 / 03pfurira
VerengaSwipe for the next word