Duramazwi
darikidza
-pfurikidza-nyanyisa-pindiridza
Duramazwi
Kudarikidza kuita chinhu zvakanyanyisa, kupfuura chinhanho chinofanirwa.
Kudarikidza kuita chinhu zvakanyanyisa, kupfuura chinhanho chinofanirwa.
Kana zvinhu zviri mafashumafashu panzvimbo, zvinenge zvakawanda zvokudarikidza chipimo.
Kudarikidza kuita chinhu zvakanyanyisa, kupfuura chinhanho chinofanirwa.
Kuti chu kuzara zvokudarikidza. Musi weKirisimasi kereke inenge yakati chu navanhu vachigamuchira chirairo.
-pfurikidza · -nyanyisa · -pindiridza
Duramazwi
01 / 03darikira
Kusiirira.
VerengaSwipe for the next word