KwaunobvaDuramazwiRraudza

Duramazwi

raudza

-raudzira

Zvinoreva

Kuraudza kuwanda kwezvinhu zvichipfurikidza uwandu hwazvinofanirwa.

1

Kuraudza kuwanda kwezvinhu zvichipfurikidza uwandu hwazvinofanirwa.

Paakaroora, madzitezvara ake akamubvisisa mazana anoraudza emadhora.

Takabvuraudza nzungu murufuse tanzwa nenzara kumunda.

Zvakafanana

-raudzira

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

raudzira

Kana zvinhu zvikanzi zvaraudzira zvinenge zvawandisa kudarika chipimo changa chichitarisirwa.

Verenga

Swipe for the next word