Duramazwi
raudzira
-raudza
Duramazwi
Kana zvinhu zvikanzi zvaraudzira zvinenge zvawandisa kudarika chipimo changa chichitarisirwa.

Zviyo zvake zvakazadza gokoko zvimwe zvikaraudzira, zvimwe akadzokera nazvo.
Kana zvinhu zvikanzi zvaraudzira zvinenge zvawandisa kudarika chipimo changa chichitarisirwa.
-raudza
Duramazwi
01 / 03rauka
Kana n'ombe ikanzi yarauka kubva mune dzimwe inenge yabuda muchikwata, yofamba yoga.
VerengaSwipe for the next word