Duramazwi
Zvinoreva
Kana mudziyo wafabuka unenge wazarisa kana kufashukira zvokuti chivharo chingatobva.
1

Poto yafabuka apo mukaka wanga wovira.
Kana mudziyo wafabuka unenge wazarisa kana kufashukira zvokuti chivharo chingatobva.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fabura
Kufabura mudziyo kuuzadza nemvura kana zvimwewo zvakadaro.
VerengaSwipe for the next word