Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zviri kubikwa zvava kufashukira zvinenge zvapisisa zvokurasikira nepa-musoro pehari kana kuti pepoto.
1

Kana mudziyo wafabuka unenge wazarisa kana kufashukira zvokuti chivharo chingatobva.
Uku kuzarisa kwerwizi, ruchifashukira nokumativi.
Kana zvinhu zviri kubikwa zvava kufashukira zvinenge zvapisisa zvokurasikira nepa-musoro pehari kana kuti pepoto.
2
Kana zvinhu zviri kubikwa zvava kufashukira, zvinenge zvazarisa zvotobuda nokumuromo womudziyo wazviri kubikirwa.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fashura
Kufashura chinhu kuchirereka kana kuchipotesa kwakarerekera.
VerengaSwipe for the next word