Duramazwi
Zvinoreva
Kuzvimba kana kufuta kana kupupira.
1
Kuzvimba kana kufuta kana kupupira.
Kufeferuka kuzara mweya sezvinoita bhora rapombwa.
Kuferuka kufuta kana kuti kuita muviri mukobvu.
Kuferuka kuzvimba kana kuti kufuta muviri wose.
2
Kuferuka kufuta kana kuti kuita muviri mukobvu.
3
Kuferuka kuzvimba kana kuti kufuta muviri wose.
4
Kufashaira.
5
Kana sadza raferuka rinenge ratadza kukwata nekuda kwekuti upfu hunenge hwaita hushoma, zvoita kuti rirasikire nepamusoro pepoto.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fesha
Kana munhu akati fesha panguva yebasa, anenge atozorora zvake ambokanganwa nezvebasa racho.
VerengaSwipe for the next word