Duramazwi · zita
soso
Zvinoreva
Feso chimunzwa chakaomarara chine miromo miviri, chinoberekwa kubva pasora rinotanda rinonzi zerere.
1

Goche rudzi rwesora rinokura richitanda sefeso.
Mufeso kasora kanotanda nokubereka zvivana zvinobaya, kanoita mashizha anobuda muto unorera kana akwizwa mumvura.
Zvakafanana
soso
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fesuka
Kana munhu achinzi ari kufesuka anenge achifambisa chaizvo asi asina kwaakananga chaiko.
VerengaSwipe for the next word