KwaunobvaDuramazwiFfesherwa

Duramazwi

fesherwa

-onererwa

Zvinoreva

Kufesherwa kufarisa kana kujairira kunoita kuti uzopedzisira wava kuita zvinhu zvakapfurikidza, kana kuti zvisiri izvo.

1

Zvakafanana

-onererwa

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

feso

Feso chimunzwa chakaomarara chine miromo miviri, chinoberekwa kubva pasora rinotanda rinonzi zerere.

Verenga

Swipe for the next word