Duramazwi
Zvinoreva
Mvura inoteuka zvikuru nenzira yesimba.
1
Mvura inoteuka zvikuru nenzira yesimba.
Kupfachuka kurasikira kure kwemvura, kunyanya kana mairi makandwa chimwe chinhu.
Kuti chawa kuwira mumvura kwechinhu zvine simba zvokuti mvura inopfachuka ichikwira mudenga.
Kuti gubhu kupfachuka kwemvura kubva muchinhu chakaita sedende.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fadhamu fadhamu
Kana munhu achiti fadhamu fadhamu kufamba, anenge achikanda nhano refu, senge zviya ashatiriswa.
VerengaSwipe for the next word