KwaunobvaDuramazwiFfadhamu fadhamu

Duramazwi

fadhamu fadhamu

Zvinoreva

Kana munhu achiti fadhamu fadhamu kufamba, anenge achikanda nhano refu, senge zviya ashatiriswa.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fadhuku

Fadhuku mucheka kana jira rinoshandiswa kubata chimwe chinhu, kunyanya zviya kana chinhu chacho chichinyanya kupisa kana kutonhora.

Verenga

Swipe for the next word