Duramazwi
Zvinoreva
Kupfachuka kurasikira kure kwemvura, kunyanya kana mairi makandwa chimwe chinhu.
1
Kupfachuka kurasikira kure kwemvura, kunyanya kana mairi makandwa chimwe chinhu.
Kupfachuka kurasikira kure kwemvura, kunyanya kana mairi makandwa chimwe chinhu.
Kuti chawa kuwira mumvura kwechinhu zvine simba zvokuti mvura inopfachuka ichikwira mudenga.
Kuti gubhu kupfachuka kwemvura kubva muchinhu chakaita sedende.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfachukira
Kana zviyo zvichipfachukira mumudziyo zvinenge zvazarisa zvokuti zvimwe zvacho zvinenge zvava kutoteukira kunze.
VerengaSwipe for the next word