Duramazwi02 / 03pfaka pfakaKuti pfaka pfaka ruzha runoitwa netupuka tudiki kana tuchifamba muuswa kana mumashizha.Verenga→
Duramazwi03 / 03pfakama [-pakama, -takama]Kana chinhu chikapfakama chinenge chatadza kudonhera pasi nokuti pane chimwe chinenge chachidzivirira chichiri mudenga.Verenga→