KwaunobvaDuramazwiPpfakama [-pakama, -takama]

Duramazwi

pfakama [-pakama, -takama]

-ngoreka-payikira-sakatira

Zvinoreva

Kana chinhu chikapfakama chinenge chatadza kudonhera pasi nokuti pane chimwe chinenge chachidzivirira chichiri mudenga.

1

Kana chinhu chikapfakama chinenge chatadza kudonhera pasi nokuti pane chimwe chinenge chachidzivirira chichiri mudenga.

Mhonja yake yakapfakama mumuti paaiedza kukuzha mamengo.

2

Pakudya nyama kana zvi-mwewo zvinhu, kupfakama kusarira kunoita zvidimbu zvechikafu pakati pemazino.

Zvakafanana

-ngoreka · -payikira · -sakatira

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word