Duramazwi · zita
pfambi
prostitute · whore
Duramazwi · zita
prostitute · whore
Pfambi mukadzi anorara nevarume vakawanda, achivabhadharisa mari.
Pfambi mukadzi anorara nevarume vakawanda, achivabhadharisa mari.
Hazvina kunaka nekuti ukanyanya kuda mari pakunokura kwako unogona kungoita pfambi.
Dai pasina pfambi dzakandidhiritsa, nhasi uno ndingadai ndakabudirira chaizvo.
Pfambi dzapedza kupomera vanhu njovhera.
dhikondo · gugwa · joki · hure · pendeke la · chifeve · chadende la · govedzi · dasvawatasva
Duramazwi
01 / 03pfanha
Nhototo.
VerengaSwipe for the next word