KwaunobvaDuramazwiPpfaka

Duramazwi

pfaka

Zvinoreva

Kuturika.

1

Kuturika.

Kuti pfaka pfaka ruzha runoitwa netupuka tudiki kana tuchifamba muuswa kana mumashizha.

Bvakapfaka kufamba kwemhuka kana vanhu vakawanda.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfaka pfaka

Kuti pfaka pfaka ruzha runoitwa netupuka tudiki kana tuchifamba muuswa kana mumashizha.

Verenga

Swipe for the next word