KwaunobvaDuramazwiPpfachura

Duramazwi

pfachura

wasteful

Zvinoreva

Kana munhu akapfachura mvura inenge iri mumugomo anege aurereka kana kupinza chimwe chinhu chinoita kuti mvura shoma iteuke.

1

Kana mwana achipfachura-pfachura mvura mubhavhu maari kugezeswa anenge achiirova nokuikupira ichirasikira kose kose.

Kuchakwaira kufamba nomumvura isina kudzika uchiipfachura.

Kana munhu akapfachura mvura inenge iri mumugomo anege aurereka kana kupinza chimwe chinhu chinoita kuti mvura shoma iteuke.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfahura

Kupfahura kumhiza makumbo kunoita mhuka inenge yofa.

Verenga

Swipe for the next word