Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pfachu kurasika kwemvura ichienda kure, zvikuru kana painenge yakaungana pakakandwa chinhu chakaita sebwe.
1

Bvachupfachu kurasikira pasi kwemvura kana zvimwewo zvakaita mvura mvura.
Kana zvinhu zvichinzi _mapfachupfachu_, zvinenge zvakawanda chaizvo. Pamuchato wake doro akanga ari mapfachupfachu zvokuti takanwa tikasiya.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfachuka
Kupfachuka kurasikira kure kwemvura, kunyanya kana mairi makandwa chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word