Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mubhabhangu kudhidha uchiita zvokurova mvura nemaoko kana nemakumbo zvichiita karuzha.
1

Zvakafanana
bhangu · madhidhi · chamubhangu
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mubhadha
Mubhadha rumuti rwakavezwa runoshandiswa pakufamba nevakuru vachembera vachizvitsigira.
VerengaSwipe for the next word