Duramazwi · zita
mubhadharo
remittance · payment
Duramazwi · zita
remittance · payment
Ichi ndechinobviswa pakutenga chinhu, kazhinji iri mari.
Ichi ndechinobviswa pakutenga chinhu, kazhinji iri mari.
Rukoto mubhadharo waunopa ishe asiri wako nokuti unenge uchirima munyika yake.
Uchiro mubhadharo unoita kuti mukuwasha achikwanisa kubvunza vatezvara upenyu.
Chiito chinoitwa nevanhu kuitira kuwana pundutso kana mubhadharo (work/task).
Ichi nde-chinopihwa munhu anenge akushandira.
Ichi ndechinobviswa neanenge atadzira mumwe kuti mumwe wake amuregerere.
muripo · ripiro
Duramazwi
01 / 03mubhanana
Mubhanana muti une hunde yakapfava nemashizha marefu akapamhama, unobereka michero yakareburuka uye yakapfava pakudya kana yaibva.
VerengaSwipe for the next word