Duramazwi · zita
dhemeji
damage
Duramazwi · zita
damage
Dhemeji imari inobviswa nemunhu kuripa kukanganisa kwaanenge aita.

Dhemeji imari inobhadharwa nomukomana anenge aitisa musikana pamuviri obva aramba kumuroora.

Duramazwi
01 / 03dhemo
Dhemo kuratidzira kunoitwa nevanhu vanenge vachitsutsumwa pamusoro pezvimwe zvinhu.
VerengaSwipe for the next word