Duramazwi · zita
muripo
compensation · fee · tuition · fine
Duramazwi · zita
compensation · fee · tuition · fine
Muripo imari kana chimwewo chingangobviswa nemunhu achitenga, mungave muchitoro kana paimwewo nzvimbo.
Muripo imari kana chimwewo chingangobviswa nemunhu achitenga, mungave muchitoro kana paimwewo nzvimbo.
Bwasi muripo unobviswa nomunhu anenge abatwa nemhosva yokushanda nomusi wechisi.
Kubatira munhu kumudzvanyirira kana kumupa muripo wakaderera pane zvaanenge aita.
Badza muripo unopiwa kun anga kuti shavi rayo rikwanise kukushandira zvaunoda.
Muripo imari kana chimwewo chinhu chinobviswa sechirango nomunhu anenge apara mhosva.
mutengo · mubhadharo · chiripiso · fairndi · chidzikinuro
Duramazwi
01 / 03muripwa
Muripwa munhu anopiwa mari kana chimwewo chinhu chinenge chabhadharwa nomunhu anenge apara mhosva.
VerengaSwipe for the next word