KwaunobvaDuramazwiMmushe

Zvinoreva

Tinoshandisa mushe kana tichidavira munhu anenge atikwazisa achiti,"kanjani".

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu anenge oda kuita zvinhu zvaanofunga kuti zvinomubetsera kupfuura zvepanguva iyoyo.

Kana munhu ari *mushe* anenge achifara.

1

Madoctors vakazouya kuzomugeza maronda ake ummmmm painge pasina kumira mushe.

Vainge vofema mushe zvino asi vaiziva havo kuti pachinenyaya hombe kuside kwaTadiwa.

Vakaona kuti iyi yaisafa yakapera mushe nekuti iri raive gomo rainge risina ukwiriko.

2

Mvura yava kuda kunaya, *mushe* ndichienda kumba.

Madoctors vakazouya kuzomugeza maronda ake ummmmm painge pasina kumira mushe.

Vainge vofema mushe zvino asi vaiziva havo kuti pachinenyaya hombe kuside kwaTadiwa.

3

Kana munhu ari *mushe* anenge achifara.

Madoctors vakazouya kuzomugeza maronda ake ummmmm painge pasina kumira mushe.

Vainge vofema mushe zvino asi vaiziva havo kuti pachinenyaya hombe kuside kwaTadiwa.

Vakaona kuti iyi yaisafa yakapera mushe nekuti iri raive gomo rainge risina ukwiriko.

4

Kana chinhu chiri *mushe* chinenge chichigutsa nekufadza.

Zvakafanana

regedza

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musheche

Musheche ivhu rine mabandi makuru, rinowanikwa rakawanda munzizi.

Verenga

Swipe for the next word