Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mushengere muti une mashizha akapamhama kuzasi kwawo unomera pachuru kana dzimwe nzvimbo dzinonaya mvura shoma.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musheza
Musheza muti une maruva unowanikwa munzvimbo dzakakwirira.
VerengaSwipe for the next word