Kwaunobva/Duramazwi/M/mushina
Duramazwi · zita
Muti wezviwanikwa.
Hupfu hwekugaiswa mushina usina kunatswa (straight-run meal).
Duramazwi
mushinda
Mutonje.
mushingi
adventurer
mushinhi
Mushinhi munhu anofarira kukuvadza kana kukanganisa magariro evamwe.
Swipe for the next word