Duramazwi · zita
Zvinoreva
Musheche ivhu rine mabandi makuru, rinowanikwa rakawanda munzizi.
1
Musheche ivhu rine mabandi makuru, rinowanikwa rakawanda munzizi.
Kana munda uchinzi isenya, unenge uine ivhu rakaregedzeka rakaita musheche.
Musheche ivhu rine mabandi makuru, rinowanikwa rakawanda munzizi.
Nhutukutu rudzi rwehove inogara mumvura isina kunyanya kudzika, ine ivhu rine musheche wakawanda.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mushengere
Mushengere muti une mashizha akapamhama kuzasi kwawo unomera pachuru kana dzimwe nzvimbo dzinonaya mvura shoma.
VerengaSwipe for the next word