KwaunobvaDuramazwiMmushayahanya

Duramazwi · zita

mushayahanya

Zvinoreva

Mushayahanya mushonga waidyiswa vechidiki kare kare kuti vasanzwe zemo zvakanyanya.

1

Mushayahanya mushonga waidyiswa vechidiki kare kare kuti vasanzwe zemo zvakanyanya.

Mushayahanya mushonga waidyiswa vechidiki kare kare kuti vasanzwe zemo zvakanyanya.

2

Mushayahanya kuva nehana isingavhunduki zvisinei kuti vanhu vari kuti kudii pamusoro pako. Vanhu vaingomuti muroi asi iye nomushayahanya akashaya shungu nazvo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mushayamhanda

Aka kamuti kakada kufanana negavakava, kanofenurwa pachibuda mafaibha.

Verenga

Swipe for the next word