Duramazwi · zita
mushayamhanda
mushayamatavi
Duramazwi · zita
Aka kamuti kakada kufanana negavakava, kanofenurwa pachibuda mafaibha.
Aka kamuti kakada kufanana negavakava, kanofenurwa pachibuda mafaibha.
Konji ishinda chena inowanikwa kana munhu achinge apura chimwoyo chemufaibha kana mushayamhanda.
mushayamatavi
Duramazwi
01 / 03mushe
Tinoshandisa mushe kana tichidavira munhu anenge atikwazisa achiti,"kanjani".
VerengaSwipe for the next word