KwaunobvaDuramazwiAaika

Duramazwi

aika

tempo · tid

Zvinoreva

Kana munhu achiti aika anenge achikanuka mushure mokunge paitika zvinhu zvanga zvisingatarisirwi panguva iyoyo.

1

Taitamba tose tikaona, aika, Farai atotsamwa.

Kana munhu achiti aika anenge achikanuka mushure mokunge paitika zvinhu zvanga zvisingatarisirwi panguva iyoyo.

Zvakafanana

iya

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word