Duramazwi · zita
aini
iron
chipiso
Duramazwi · zita
iron
Aini isimbi yokuchisisa mbatya inodziyiswa uchishandisa maratya kana magetsi.
Aini isimbi yokuchisisa mbatya inodziyiswa uchishandisa maratya kana magetsi.
Kufunyana kupeteka kunoita jira kana hanzu. Ko, unopfeka hembe yakafunyana kudaro, asi aini haunasu?
Kana ukavheyesa aini yemarasha, mumhepo unenge uchiifambisa-fambisa mumhepo kuti marasha acho abate moto.
Kodhi yeaini inoda kuwedzerwa kuti isvike patafura pandinoda kuainira.
chipiso
Duramazwi
01 / 03aisi
ice
VerengaSwipe for the next word