Duramazwi
o
oh
Duramazwi
oh
Iri ivaramwana rinodaidzwa richinzi o-o, rinowanikwa pakati paeni napii mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Iri izwi rinoshandiswa nemunhu kutaridza kuti ari kushama zvikuru nezvaari kuona kana kunzwa. O, saka makabva mangomurega achienda.

Kakutaurira ani nyon'o dzemapiritsi!
Mashandukira anoita nzvovera /-a-/ iyi ndiwo anoita kuti igone kuve /-e-/ kana /-o- /.
Musikana uya wekushandisa mishonga yekutsvukisa ganda makore aya, mazuva ano asviba kuti ndo-o.

01 / 03obodedza
Kana ukaobodedza chinhu unenge wachibika chikaibvisa zvokupfurikidza mwero wachinofanira kusvika.
VerengaSwipe for the next word