Duramazwi
Zvinoreva
Iri ivaramwana rinodaidzwa richinzi a-a, riri pekutanga mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Iri izwi rokukanuka rinoshandiswa pakuramba.
Iri ivaramwana rinodaidzwa richinzi a-a, riri pekutanga mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
I was not a good friend to you since day one but hauna kuda kuita give up.
That was a call from Amwene vavo.
Ndaive ndazobvuma kuti Lennon might be a spirit Saka aigona kundiona ari kwaanenge ari ikoko or kunzwa zvandinenge ndichitaura.
Iri izwi rokukanuka rinoshandiswa pakuramba.
I was not a good friend to you since day one but hauna kuda kuita give up.
That was a call from Amwene vavo.
Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achinge ashamiswa nezvaari kuona kana kunzwa.
A, inga mukadzi waMaraini akaoma chaizvo.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane A
ADuramazwi
01 / 03a-a
Kuti a-a kuratidza kushamiswa zvose nokushora.
VerengaSwipe for the next word