KwaunobvaDuramazwiOobodeka

Duramazwi

obodeka

Zvinoreva

Kana kudya kwaobodeka kunenge kwanyanya kuibvisa.

1

Kana kudya kwaobodeka kunenge kwanyanya kuibvisa.

Mwana anga achiita zvokugobodeka neshangu dzambuya.

Kugobodeka kufamba zvine ruzha mukati, sezvinoita munhu ane shangu dzakakurisa mutsoka.

Kukobodeka kufamba komunhu anenge akapfeka shangu kana bhurukwa kana siketi hombre kwaari.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

obodo

Kuti obodo kubikika kwechokudya kwakapindiridza.

Verenga

Swipe for the next word