KwaunobvaDuramazwiOobodedza

Duramazwi

obodedza

-bodotsa-dhogodhedza

Zvinoreva

Kana ukaobodedza chinhu unenge wachibika chikaibvisa zvokupfurikidza mwero wachinofanira kusvika.

1

Zvakafanana

-bodotsa · -dhogodhedza

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

obodeka

Kana kudya kwaobodeka kunenge kwanyanya kuibvisa.

Verenga

Swipe for the next word