Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi aibvisa zvirimwa zviri mumunda zvinenge zvasvika panguva yokuti zvinogona kudyiwa kana kukohwe-wa.
Kana muchero waibvisa unenge wava kuda kuora wapfuura nguva yakanaka yokuti udyiwe.

Zvakatora kurema chaiko ndichiedza kuibvisa ndokuzoti pave paya ichibva yazobva hayo.
Ndakabata ring iya ndakuda kuibvisa but hana yangu yakabva yatanga kurova.
Mai mhofu vakachinja hembe vachibvisa dzokujeri kuti vapfeke dzavo.
Kana varimi vachinzi vakaibvisa mune mumwe mwaka vanenge vakakohwa mbesa dzakawanda.
Kana muchero waibvisa unenge wava kuda kuora wapfuura nguva yakanaka yokuti udyiwe.
Zvakatora kurema chaiko ndichiedza kuibvisa ndokuzoti pave paya ichibva yazobva hayo.
Ndakabata ring iya ndakuda kuibvisa but hana yangu yakabva yatanga kurova.
Mai mhofu vakachinja hembe vachibvisa dzokujeri kuti vapfeke dzavo.
Pane zvokubika, kana chokudya chaibvisa chinenge chagara pamwoto kwenguva yakarebesa.
Zvakafanana
-sutsa
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03ibwe
rock
VerengaSwipe for the next word