Duramazwi
ibva
ripe · fertile
Duramazwi
ripe · fertile
Iri izwi rinoshandiswa nevanhu vanosekedzana kana umwe achida kuudza umwe wake kuti arege matambiro aari kuita.
Kudyika kana kusvika panodikanwa.
Kana munhu achiti kune umwe munhu ibva anenge achimuti asimuke paari aende pamwe.
Iri izwi rinoshandiswa nevanhu vanosekedzana kana umwe achida kuudza umwe wake kuti arege matambiro aari kuita.
Ndati ibva pano izvozvi ndisati ndasheedza mama zimbavha remunhu.
Uchinge usina idi kuti tsumo inorevei ibva wasiyana nekutsanangura zvainoreva nokuti ukazokoniwa unenge worasikirwa nezvibodzwa.
Uriri hwemba hunowanza kugadzirwa nekongiri kuti imba yacho ibva yasimba.
Ndibvire.
Kudyika kana kusvika panodikanwa.
Ndati ibva pano izvozvi ndisati ndasheedza mama zimbavha remunhu.
Kana zvirimwa nemichero zvaibva zvinenge zvakura kusvika panguva yokudyıka.
Kana zvokudya zviri pamoto zvaibva zvinenge zvabikika zvokuti zvinenge zvava kudyika.
Kana mota richinzi raibva rinenge rava neurwa mukati uye robvira kusvina uchibudisa tsvina iri mukati.
Kana nzvimbo ichinzi yakaibva, inenge iine ivhu rinonyatsokudza zvirimwa.
Rudzi rwembambaira idzi rukasimwa pakaibva runobereka zvekuti.
Kana munhu aibva anenge ashandura maitiro akaipa uye oita zvinoyemurika.
Unoziva here mufana kuti ukaenda kujeri nekuba kwako uku unodzoka wanyatsoibva?
Kana munhu achiti kune umwe munhu ibva anenge achimuti asimuke paari aende pamwe.
Ibva pauri ipapo, huya ugare apa pakaoma.
Ndati ibva pano izvozvi ndisati ndasheedza mama zimbavha remunhu.
Uchinge usina idi kuti tsumo inorevei ibva wasiyana nekutsanangura zvainoreva nokuti ukazokoniwa unenge worasikirwa nezvibodzwa.
ibvapo
Duramazwi
01 / 03ibvi
knee
VerengaSwipe for the next word