KwaunobvaDuramazwiII-i

Duramazwi

I-i

Zvinoreva

Kuti i-i kuratidza kuremerwa nezvawakatakura.

Kuti i-i kutaridza kushamisika kana kushatirwa.

1

Kuti i-i kuratidza kuremerwa nezvawakatakura.

Akati i-i achisimudza dombo guru.

I-i-i-I, baba vangu Shoko, Vhudzijena!

I-i-i baba vangu Shoko, Vhudzijena!

2

Kuti i-i kugomera sezvingaite munhu ari kurwadziwa.

3

Kuti i-i kutaridza kushamisika kana kushatirwa.

I-i, chibage chenyu kusvibira here uku veduwe-e!

I-i vakomana. Ndizvo zvakazoitika izvi?

Akati i-i achisimudza dombo guru.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

i-i-i

Iri izwi rokukanuka rinoratidza kakufarira mukati.

Verenga

Swipe for the next word