Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa hoo kana tichiratidza kushamiswa nechimwe chinhu.
1
Tinoshandisa hoo kana tichiratidza kushamiswa nechimwe chinhu.
Hoo, ndizvo zvakazoitika izvi?
Hoo-o, uri kutsvaka vamwe vako?
Kana muchiti hoo nhai anenge achiratidza kusafarira achiti tichasangana.
2
Tinoshandisa hoo kana tichida kuratidza kusafarira zvakaita nemumwe munhu, imwe nguva tichiedza kumutyikidzira kuti aone zvekuita.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hoo nhai
Kana muchiti hoo nhai anenge achiratidza kusafarira achiti tichasangana.
VerengaSwipe for the next word