Duramazwi · zita
hope
drowsiness · dream · dreamed · dreams · sleep · sleepy
Duramazwi · zita
drowsiness · dream · dreamed · dreams · sleep · sleepy
Kana munhu akarara hope inenge iri nguva iya yekuti anenge akazorora arere akavhara maziso, asingafunge, asingatomboziva hake kuti chii chiri kuitika panyika.
Kana munhu akarara hope inenge iri nguva iya yekuti anenge akazorora arere akavhara maziso, asingafunge, asingatomboziva hake kuti chii chiri kuitika panyika.
Ndaive ndakuda kutonocleaner zvangu nekuti hope chaidzo ndakatoona kuti hadzaizombondibata.
Dzakazongosvika pakubata hope ari mukati mekushungurudzika Natasha.
Akangomuka nekutouya kukitchen asi maziso ake ainge achiine hope.
Chiroto.
ndoto
Duramazwi
01 / 03hopu
Tinoshandisa hopu kukuza nekukurudzira mombe dzichirima.
VerengaSwipe for the next word