Duramazwi
horaiti
alright
Duramazwi
alright
Iri izwi rinoshandiswa pakubvumira kuti zvese zvaunenge waudzwa wazvinzwisisa kana kuti zvakanaka.
Iri izwi rinoshandiswa pakubvumira kuti zvese zvaunenge waudzwa wazvinzwisisa kana kuti zvakanaka.
Iri izwi rinoshandiswa pakuonekana kana vanhu vapedza kutaura.
Duramazwi
01 / 03hore
Hore rudzi rwegore rinenge rakasvibira, rinonayisa mvura.
VerengaSwipe for the next word