Duramazwi · zita
Zvinoreva
Horera munhu anogara oga.
Horera kanhu kanenge kamunzwa kane uturu, kanosiyiwa munyama nenyuchi painoruma munhu kana mhuka.

Zuro kwakafuma kwakakwidibira kuchitonhorera asi masikati kwakazenge kwava kupisa.
Ndanwa mvura yanga ichitonhorera zvekuti yabva yarapa nyota yangu yese.
Horera kanhu kanenge kamunzwa kane uturu, kanosiyiwa munyama nenyuchi painoruma munhu kana mhuka.
Horera kanhu kanenge kamunzwa kane uturu, kanosiyiwa munyama nenyuchi painoruma munhu kana mhuka.
Ndanwa mvura yanga ichitonhorera zvekuti yabva yarapa nyota yangu yese.
Vatete vake vakandipa mvura yaitonhorera yavakange vatora mufiriji.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03horidhe
Horidhe inguva yekuti vanhu vanenge vakazorora vasingaendi kumabasa kana kuzvikoro.
VerengaSwipe for the next word