KwaunobvaDuramazwiMmusemwi

Duramazwi · zita

musemwi

Zvinoreva

Musemwi munhu asingafarirwi neruzhinji uye anowan-nzonge ari oga pose pose.

1

Musemwi munhu asingafarirwi neruzhinji uye anowan-nzonge ari oga pose pose.

Musemwi munhu asingafarirwi neruzhinji uye anowan-nzonge ari oga pose pose.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musena

Musena rudzi rweshavi rinosvikira dzimwe n'anga, rinoita kuti kana rasvika, dzidye mazai mambishi nemupunga mumbishi.

Verenga

Swipe for the next word